Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Tisapedzane
Dorcas Moyo
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Cook Beats Reproductions
Tarirai kunaka kwazvo kana hama dzichidanana
Zvinofadza seiko kana tichiwadzana
Tichiyanana murudo rwechokwadi
Tichidanana zvinodiwa Nashe
Kana muchirumana nekudyanana
Vadikani ndakumbira murege kupedzana
Kana muchirumana imi nekudyanana
Hamawe ndakumbira murege kupedzana
Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari)
Haruna manyawi (Uchivenga hama yako)
Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema)
Harutsamwi (Iwewe)
Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari)
Haruna manyawi (Uchivenga hama yako)
Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema)
Harutsamwi (Iwewe)
Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
ย
Zvauya seiko vatendi vanhasi
Madzibaba edu ekare idzo mbiri dzekutenda
Vakatigashidza kereke chiri chigayo cherudo
Kuyanana nengoni zvaiyerera
Zvambouya seiko kereke yanhasi
Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari)
Haruna manyawi (Uchivenga hama yako)
Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema)
Harutsamwi (Iwewe)
Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari)
Haruna manyawi (Uchivenga hama yako)
Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema)
Harutsamwi (Iwewe)
Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
ย
Nhasi taishandura kereke yaJesu yava mvuto yeruvengo nekubvamburana
Gakava harichapere imi
Zvambouya seyi
Nditeererei chechi nditeererei
Kana muchirumana nekudyanana
Ndakumbira murege kupedzana
Murege kupedzana
Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari)
Haruna manyawi (Uchivenga hama yako)
Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema)
Harutsamwi (Iwewe)
Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
Rudo haruna muganho (Haungati unoda Mwari)
Haruna manyawi (Uchivenga hama yako)
Rudo harutsamwi (Waita murevi wenhema)
Harutsamwi (Iwewe)
Runofukidzira zvose (Uri murevi wenhema iwewe)
ย
Tine hama iya iya yaibvira moto wekutenda
Yaishandira Mwari nemoyo wese
Hezvo warodzwa nenyika dzakamudzimura moto
Imi tichirumana tirege kupedzana
Kereke ndakumbira tirege kupedzana