Skip to content

Mai Vangu Baba Vangu

Shingisai
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Ndoitora nguva ino Yekuti ndikutendei Ndokutendai naMai Ivo Mai makandipa Ndaiwana nguva zvino Yekuti ndikutendei Ndokutendai naMai Mai Vangumakandipa NdivoMai Vangu chete Kundiranga kundirera Kuti ndigobudirira Nhasi uno ndiri pano Zuva riye vakanditi Usasiye Mwari wako Munamate nguva dzose Usabva panzira dzake Mai Vangu Mai vangu Mai Vangu Mai Vangu Mai vangu Mai vangu Mai Vangu Makandipa Mai Vangu Mai vangu Mai Vangu Mai Vangu Mai vangu Mai vangu Mai Vangu Makandipa Ndoitora nguva ino Yekuti ndikutendei Ndokutendei naBaba Ivo Baba makandipa Ndoitora nguva zvino Yekuti ndikutendei Ndokutendai naBaba Baba Vangu makandipa Ndivo Baba Vangu chete Kurudziro yavo ndiyo Kuti ugobudirira Shandisawo pfungwa dzako Zuva riye vakanditi Usafurirwa nenyika Verenga mazuva ako Uzova vakachenjera