Ngavakudziwe
Leonard Dembo & The Barura Express
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Mwana wamambo murandakumwe
Chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
Mwana wamambo murandakumwe
Chisiri chako chinokuvadza neshungu hama
Mwana wenyu VaMudyapfumawe
Runako rwake chibayamoyo wangu
Mwana wenyu VaMudyapfumawe
Runako rwake chibayamoyo wangu
Mwana wenyu VaNyakuzvarawe
Hembe yake chikwenyamoyo wangu

Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)
Saka ngaakudziwe (ngaakudziwe)