Skip to content

Marangwanda

Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

So so so so Souljah Luv Makuruwaniii Shandiswa naMwari semuenzaniso Aiwa ka chiDzidziso ndichochi chiziviso nekuti chishamiso-oh . Kana zvinhu zvichidaiso- oh (CHORUS) Marangwanda achamuka Nemusi ndichasvika nekuti ini ndakabuka Madhimoni ndichipisa Ngoma ndichibika Ndoda kuenda kose, Mativi mana enyika, enyika Ndivazivise kuti ishe Achadzika Mwari vachadzoka Ndoda kuenda kose, Mativi mana enyika, kuenda nenyika Ndiizivise kuti ishe Achadzika Mwari vachadzika * Verse * Ndoda kutsanangura, kubvanyangura, Kuita kuspukurira Musi uya Mwari vandisunungura Negumbo riya riya ndanga ndatambura Ndanga ndayaura Unonzwa vakuti apuhwa mari Sauro Vamubhadhara Simba raMwari ndava kurimhan'ara Haana kupona akatiza muchipatara Nhasi ndouya negumbo ndichivadzorera Aka mabvazuva, toda vagoziva Kuti madokero vane maimbiro Kumaodzanyemba toda vagovimba naMwari (Marangwanda Achamuka) (CHORUS) *Verse* Ndoda kuti muterere Mwari musavadherere Zvakaitika pandiri itai mupembere Harahwa neChembere Ini ndingaswerere, Mwari wangu aripo Hapana chingatiwomere. Usazon Nyadenga nyika Usazotsvaga zvakavanzika Ukafunga zvakadzikadzika Zvishamiso zvinoitika . (ACHAMUKAA) (CHORUS) TODA KUENDA KOSEE AAAAKOSEEEEE (Ndoda kuenda kose) Soulja Soulja