Skip to content

Mai Nevana Vavo

Leonard Dembo & The Barura Express
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu Uchiti unondida Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu Uchiti unofa uneni Rudo rwainyaradza chiri mumakomo Tichidya muchero werudo Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu Uchiti unondida Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu Uchiti unofa uneni Rudo rwainyaradza chiri mumakomo Tichidya muchero werudo Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu Uchiti unondida Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu Uchiti unofa uneni Rudo rwainyaradza chiri mumakomo Tichidya muchero werudo Kana ndikatondera ini zuva riya mudiwa wangu Uchiti unondida (dhiya iwe) Handizorikanganwiwo zuva riya dhiya wangu Uchiti unofa uneni Rudo rwainyaradza chiri mumakomo Tichidya michero yerudo Taidana kare kare, taidanana wani Taidana kare kare, taidanana wani Taidanana tichiti, "Dhiya," taidanana wani Taidanana tichiti, "Dhiya," taidanana wani Taidana kare kare, taidanana wani Taidanana tichiti, "Dhiya," taidanana wani Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe Asi newe dhiya wangu uri rough Ungandirongere kebheji Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji Dhiya wangu uri rough ungandirongere kebheji Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe Dhiya wangu Lovemore iwe (shuwa)