Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Makaitei
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Moderate
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Makorokoto enyu makabereka, ndokuchengeta
Makorokoto enyu makarera, ndokuchengeta
Koo iwe wakaiteiko, kurasa mwana?
Koo iwe wakaiteiko, kuramba mwana?
Koo imi makaiteiko, kushusha vana?
ย
Hona vevamwe vanopembera, vevamwe vanopinimhidza
Inga vevamwe vanopembera, vevamwe vanopinimhidza
ย
Vakakomborerwa havo vakabereka avo, ndokuchengeta
Vakakomborerwa havo vakarera, ndokuchengeta
Koo iwe wakaiteiko, kurasa mwana?
Koo iwe wakaiteiko, kushusha vana?
Koo imi makaiteiko, kuramba mwana?