Skip to content

Sunga

Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Teerera mai mwana Teereresa Aya mashoko anovaka musha Tine vehukama vakatikomberedza Vanofunga zvakasiyana Tine shamwari dzakatikomberedza Dzimwe dzacho imhunzamusha Vane mashoko avo Vane mashoko akaoma Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Sungano ndiyoyi dhiya Rudo netariro Sungano ndiyoyi dhiya Kutenda nechivimbo Shoko rangu wabata here Zvousingapindure dhiya? Chose chandareva Ndareva nerudo Shoko rangu wabata here Zvousingapindure dhiya? Chose chandareva Ndareva nerudo Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Kana wabata ipapo (sunga dzisimbe sunga) Paunoverenga zvakanyorwa Nyaya dzisina maturo Paunonzwa zvichitaurwa Nyaya dzisina humbowo Paunoverenga zvakanyorwa Nyaya dzisina tsarukano Ndiani akanyora uyu? Ndiani akazvinzwa? Ndiani akazviona? Ndiani akazvinzwa? Ndiani akanyora? Ndiani akazvinzwa? Zvanzi kure kure Kure kwemeso Asi nzeve dzinonzwa Asi shoko parinofamba Rinosvika rarungwarungwa Ndiani akazvireva? Ndiani akazvinzwa? Ndiani akazviona? Ndiani akazvinzwa? Ndiani akazvireva? Ndiani akazvinzwa? Sunga dhiya (sunga dzisimbe sunga) Sunga dhiya (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere Urambe uneni (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere Zviome zviende (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere Urambe uneni (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere Zviome zviende (sunga dzisimbe sunga) kusvika tichembere