Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Diaspora
Slyme Fo||
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Diaspora ndiri kudiaspora
Maindishora imi pamaindishora
Ndikutora mari pamaitora pamaimora huchi hwamaimora
Woshora iwe woshora woshora iwe woshora
Tikutora mari pawaitora
Pamaimora huchi hwamaimora
Diaspora ndiri kudiaspora
Diaspora ndiri kudiaspora
Maindishora imi pamaindishora
Ndikutora mari pamaitora pamaimora huchi hwamaimora
Woshora iwe woshora woshora iwe woshora
Tikutora mari pawaitora
Pamaimora huchi hwamaimora
Keta smarts ndine bhutsu nebhachi
Watch nebhande mweya musande huya tifande
Ghetto magetsi pasina zheti iwe para magetsi
Hakuna getsi pakuda maths sano sota masets
Bheja zvidhori pwanya mudhuri coz hapangavhurwi
Ndiri musoja ndakatrainer cadet
Pasina bag neni hatina zheti
Usadzime moto kunge fire brigade
Bhutsu munadzo muchapotsa pagedhi
Mugoti wekubikisa wacheka maveggie
Mabhora amokanda amukuwira akumera muheji
Slyme akachinja kuita gava pastage
It was really bad vaimbotiona seshiri ghetto magetsi
Diaspora ndiri kudiaspora
Maindishora imi pamaindishora
Ndikutora mari pamaitora pamaimora huchi hwamaimora
Woshora iwe woshora woshora iwe woshora
Tikutora mari pawaitora
Pamaimora huchi hwamaimora
Diaspora ndiri kudiaspora
Diaspora ndiri kudiaspora
Maindishora imi pamaindishora
Ndikutora mari pamaitora pamaimora huchi hwamaimora
Woshora iwe woshora woshora iwe woshora
Tikutora mari pawaitora
Pamaimora huchi hwamaimora
Ndakapikira kutora madhora
Tikuvhara mvura ndiani anoivhara
Ndikuita zvandairota ndichikura
Vechikuru pavanondiona vonditsiura
Ndakwa nechamba zvekutadza kusunga chimwe
Havana mukanwa asi varikuda kubhema
Diaspora ndiri kudiaspora
Maindishora imi pamaindishora
Ndikutora mari pamaitora pamaimora huchi hwamaimora
Woshora iwe woshora woshora iwe woshora
Tikutora mari pawaitora
Pamaimora huchi hwamaimora
Diaspora ndiri kudiaspora
Diaspora ndiri kudiaspora
Maindishora imi pamaindishora
Ndikutora mari pamaitora pamaimora huchi hwamaimora
Woshora iwe woshora woshora iwe woshora
Tikutora mari pawaitora
Pamaimora huchi hwamaimora
ย