Skip to content

Runna Rules (Murume)

Bling4
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Kule Aj Aaaah blaqboy Ahhh Woow wooo Hatichade varume vari weak Murume ngaasarove smile pamapic Murume anojamba boader mozambique Sorry but murume ngaasaite tsoka diki Murume anofana kunhuwa Dikita netsoka Murume anofana kuenda bikita etsoka Murume anofana kudya porridge nefolk Ndirimurume ndakatiza covid kafour Chaiye chaiye anonwa spirit kwete coke Zvakasiyanei mapiritsi nema chalk Murume mukana sikisi haushaye dollar Murume haawone series wona bhora Murume ngaazive ana pep guardiola Kana urimurume hakuna nyama yakawora Murume haakwate kunanzva tambo dzepasolar Murume haasende audio anofona Hatichade varume ari weak Hatichade Hatichade varume vari weak Hatichade Murume haangadye cerevita Yeah hatichade varume vari weak Yah hatichade varume vari weak I repeat hatichade varume vari weak Hatichade Murume haangadye cerevita Yah hatichade varume vari weak Murume chaiye anodzikisa chingwa nedoro Murume chaiye haafe akapinda nemoyo Camfar yei murume ngaazore cooking oil Rumwa nemosquito usazobatidze coil Murume usaputa madison Rova skank Murume anoshare hapana kuti Chimoko changu Drink haumwe ne stroll uri wangu Skinny jean no Pfeka timber nema cargo Murume ngaasvibe Kupfura rima plus polish Pakashota spoon murume chaiye Haanoticer Murumwe haanyimwe shaa Did you know this Murume ngaadyiwe shaa zviriko Brr Hatichade varume variweak I like it