Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Unaye
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Nรกnga inoona, ndiyo yareva zvaunoda
Yangoreva nezvausingade, woti haione
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)

(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira

Nรกnga inoona, ndiyo yaona zvaunoda
Yangoona zvausingade, woti haione
ย
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
Nรกnga inoona, ndiyo yareva zvaunoda
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
ย
Yangoreva nezvausingade, woti haione
Unaye, waunofungira kare (waunofungira kare)
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
(Unenge watukwa, wongorereka msoro, zvenge zvenhamo) waunofungira
Iko kunanga kunรกnga, wagara uinaye kare waunofungira
Pfungwa yekushopera, wagara uinaye kare wekufungira