Skip to content

Pindirai

Oliver “Tuku” Mtukudzi
Popularity · Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Vakuruwe pindirai imi (Pindirai) Vakuruwe pindirai imi (Pindirai) Madzimambo we Pindirai (Pindirai) Mhuri yenyu yapererwa neruzivo Vana vedu, kupererwa nenjere (pindirai) Mhuri yenyu yapererwa neruzivo Vana vedu, kupererwa nenjere (pindirai) (Pindirai) Vakuruwe, pindirai imi (pindirai) Vakuruwe, pindirai (Pindirai) Hatichina mibvuri, hatichina mapango Duhwino hatichina, hove hatichina Raiva dziva rava zambuko Raiva, dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Vanotema miti vasina ruzivo Vagovhiya chidembo vamire kumhepo Kusvipira mutsime (pindirai) Vanotema miti vasina ruzivo Vagovhiya chidembo vamire kumhepo Kusvipira mutsime (pindirai) Kutsvairira munzizi segomba ramarara Votora marara kuunganidza muberere (berere, berere) (Pindirai) Kutsvairira munzizi segomba ramarara Votora marara kuunganidza muberere (berere, berere) (Pindirai) Vakuruwe, pindirai (Pindirai) Vakuruwe, pindirai imi (Pindirai) Tatadza kuchengeta masango Kutadza kuchengeta nzizi Mhepo yekufema yangova hutsi Kusvipira mutsime (pindirai) Tatadza kuchengeta masango Kutadza kuchengeta nzizi Mhepo yekufema yangova hutsi Kusvipira mutsime (pindirai) Vakuruwe, pindirai (indirai) Vakuruwe, pindirai (Pindirai) Kutsvairira munzizi segomba ramarara Votora marara kuunganidza muberere (berere, berere) (Pindirai) Kutsvairira munzizi segomba ramarara Votora marara kuunganidza muberere (berere, berere) (Pindirai) Hatichina mibvuri, hatichina mapango Duhwino hatichina, hove hatichina Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aliva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai) Raiva, dziva rava zambuko Raiva dziva rava zambuko Aiva madziva ava mazambuko (pindirai)