Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
wanga
africa revenge
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Pakutanga pakutanga pakutanga
Pakutanga pakutanga pakutanga
Pakutanga pakutanga pakutanga
Pakutanga pakutanga pakutanga
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
Wanga wamboregerei kundiwanganga uchiwanganga wamwe
Pakutanga pakutanga pakutanga
Pakutanga pakutanga pakutanga
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
Wanga wamboregerei kundiwanganga uchiwanganga wamwe
Pakutanga (your love)pakutanga (your love) pakutanga(i'm gonna need your love)
Pakutanga (your love)pakutanga (your love) pakutanga
Nekugwadza Moyo wangu wandinangare-e-e
Sendinepenga sendinotwanya
Nekugwadza rudo rwangu wendichokore-e-e
Sendinepenga sendinotwanya
Ko SOHK iri ikoko kuDen, Wanga
Ko Wanga wadirei kundiwanganga wanga-a-a-a
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
Wanga wamboregerei kundiwanganga uchiwanganga wamwe
(Your Love) Pakutanga (your love)pakutanga (your love) pakutanga(i'm wanna be your love)
Pakutanga (your love)pakutanga (your love) pakutanga
Wangozadza muchifuva changu oooh
Sei uchida ndiite Fever?
Handizive
Micheka maRebhuro-o-o
Kuswero sprayer maHugo Bo-o-oss
Ko-o-o! SOHK iri ikoko kuDen, Wanga-a-a
Ko Wanga wadirei kundiwanganga wanga-a-a-a ha-a-a
Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Nhai Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
Wanga wamboregerei kundiwanganga uchiwanganga wamwe-e-e-e
Pakutanga, pakutanga (your love) pakutanga(i'm wanna be your love)
Pakutanga (your love)pakutanga (your love) pakutanga
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndine twanya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndine twanya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndinedhunya kana usipo-o-o
Ndine twanya kana-a-a
Wanga
Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
(Nhai Wanga) Hauna mari
(Wanga) Hauna mota
(Wanga) Hauna Imba-a-a-a
(Wanga) Hauna foni-i-i
Wanga wamboregerei kundiwanganga uchiwanganga wamwe-e-e-e-e-e-e-e
ย