Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Seiko Kuonda
Pengaudzoke
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Kuonda nekufunga iwe
Kuonda nekufunga vana
Kuonda nekufunga iwe
Zvawasiya musha ndosara nani?
ย
Kuonda nekufunga iwe
Kuonda nekufunga vana
Kuonda nekufunga iwe
Zvawasiya musha ndosara nani?
ย
Baba vangu vakadzimara vabvunza
Baba vangu vakadzimara vabvunza
Baba vangu vakadzimara vabvunza
"Mwanangu seiko kuonda?"
ย
Baba vangu vakadzimara vabvunza
Baba vangu vakadzimara vabvunza
Baba vangu vakadzimara vabvunza
"Mwanangu seiko kuonda?"
ย
Mwanangu seiko kuonda?
Mwanangu seiko kuonda?
Mwanangu seiko kuonda?
Zvinondinetsa baba
Murume wangu baba wandinaye
Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana
Akange avane mari haacharariba mumba
Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?
(Murume wangu baba wandinaye)
(Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana)
(Akange avane mari haacharariba mumba)
(Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?)
ย
Mwanangu seiko kuonda?
Mwanangu seiko kuonda?
Mwanangu seiko kuonda?
Zvinondinetsa baba
Murume wangu baba wandinaye
Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana
Akange avane mari haacharariba mumba
Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?
(Murume wangu baba wandinaye)
(Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana)
(Akange avane mari haacharariba mumba)
(Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?)
ย
Mwanangu seiko kuonda?
Mwanangu seiko kuonda?
Mwanangu seiko kuonda?
Zvinondinetsa baba
Murume wangu baba wandinaye
Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana
Akange avane mari haacharariba mumba
Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?
(Murume wangu baba wandinaye)
(Zvaanondiitira baba, zvinondinetsa muhana)
(Akange avane mari haacharariba mumba)
(Osiya vana nenzara, ndoita seiko baba?)
ย