Jerusalema
Bagga
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Raaaaga
Yeaaaah
Jerusalema
Jerusalema
Tese tiri muJerusalema
Tosangana muJerusalema
Tosangana kuJerusalema
Jesu akandifira pamuchinjikwa
Very sorry ndenge ndiribusy ka
Handiterere imi cause hamundidzika
Rudo harumbode zvekumanikidza
Pindirirai Jesu
Minamato pindirai Jesu
Handife ndaita recess ndiina Jesu
Why worry
Mkoma why worry
Cause Mwari havadhakwi
No woman no cry
Tese tiri pawar cry
Vaida kundibata ndikakata
Vaida kundidzidzisa chisata
Mazuvano ndo vakundikwata
Saka pfugama utarise muchinjikwa
Hobho vakatakura muchinjikwa
Vakadonha vakazopunza muchinjikwa
Munorema muJerusalema
Tese tiri muJerusalema
Tosanga muJerusalema
Tosanga kuJerusalema
Ndo attacka sa Tshaka Zulu
Munoda ndiri zii semunhu mukuru
Zvakatanga tichitsvagaka puru
Ndakajuma danda ndichitsvaga puru
Munhu mutapa ndakabva kumatapi
Handitambe nevanhu ndotamba nemazwi
Ziva ndaka chuzwa naMwari
Vakakubhohwa usafire mukati
Pamwe ndombofara kunge payday
Ndorara nemaronda the sameday
Mupfungwa mako ndo mune life yako
Saka usadhomore mubrain dzako
Hatinabasa vanofilei
Vana kwamuru manodzidzei
Munotembei
Ityai Mwari
Saka pfugama utarise muchinjikwa Hobho vakatakura muchinjikwa
Vakadonha vakazopunza muchinjikwa
Jerusalema
Tese tiri muJerusalema
Tosangaa nuJerusalema
Tosangana kuJerusalema