MWANA WANGU || zimbamusic.co.zw
Nashie Zim
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Ndaiti ndikawana mari
Ndichatenga hembe dzemari
Kusaziva kuti kune mufaro
Unokunda zvese zvepasi
(Oo-ooh)
Mwana wangu(oo-oh)
Hana yangu(oo-ooh)
Inorema nerudo
Inorema nerudo
Hapana chinokunda
Mutoro wese ndosunda
I will make way for you
And never take my eyes off you
Ndichakuimbira nziyo(oo-ooh)
Your dady loves you(oo-ooh)
Ndaiti chandichatenga mota hombe(ee-eeh)
Ndaiti ndikahwina lotto
Ndichatenga mombe
Kusaziva kuti kune mufaro
Unokunda zvese zvepasi pano
(Oo-ooh)
Mwana wangu(oo-oh)
Hana yangu(oo-ooh)
Inorema nerudo
Inorema nerudo
Hapana chinokunda
Mutoro wese ndosunda
I will make way for you
And never take my eyes off you
Ndichakuimbira nziyo(oo-ooh)
Your dady loves you(oo-ooh)
Ndaiti ndikawana mari
Ndichatenga hembe dzemari
Kusaziva kuti kune mufaro
Unokunda zvese zvepasi
(Oo-ooh)
Mwana wangu(oo-oh)
Hana yangu
Inorema nerudo(oo-ooh)
Hapana chinokunda
Mutoro wese ndosunda(ndosunda)
I will make way for you (make way for you)
And never take my eyes off you
Ndichakuimbira nziyo(oo-ooh)
Your dady loves you (oo_ooh)
Ndichakuimbira nziyo(oo-ooh)
Your dady loves you(oo-ooh)