Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Nyasha Dzamwari
Hannah Mapepeta
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Dzakanditsvaga
Dzikandiwana
Nyasha dzaMwari
Dzakanditsvaga
Dzikandiwana
Nyasha dzaMwari
Dzakanditsvaga
Dzikandiwana
Nyasha dzaMwari
Dzakanditsvaga
Dzikandiwana
Nyasha dzaMwari
Kune nyasha
Dzinoziva zita rangu
Nyasha dzinoziva
Zita rangu
Nyasha dzinoziva
Zita rangu
ย
Dzakandironda
Dzikandiwana
Nyasha dzaJehovha
Teki teki
Dzichindironda
Nyasha dzaMwari
Haiwa kune nyasha dzinoziva
Pandinogara
Nyasha dzinoziva
Pandinogara
Imba tinzwe
(Dzinoziva kwandinogara)
(Dzinoziva kwandinogara)
Hadzirasike
(Dzinoziva pandinogara)
Nyasha dzinoziva pandinogara
Kune nyasha
(Dzinoziva kwandinoswera)
Nyasha dzinoziva pandinoswera
(Dzinoziva kwandinoswera)
Dzakanditsvaga
Dzikandiwana
Nyasha dzaMwari
Dzakanditsvaga
Dzikandiwana
Nyasha dzaMwari
Down the valley
Up the mountain
Nyasha dzaMwari
Down the valley
Up the mountain
Dzichinditsvaga
Nyasha dzaMwari
Dzakasvika nyasha
Dzinoziva
Kwandinogara
Nyasha dzaJehovha
Dzinoziva kwandinogara
Nyasha dzaJehovha
(Dzinoziva kwandinogara)
Nyasha dzaJehovha
(Dzinoziva kwandinogara)
Nyasha dzaJehovha
(Dzinoziva kwandinoswera)
(Hadzirasike)
(Dzinoziva kwandinoswera)
Nyasha dzaJehovha hadzirasike
(Dzinoziva pandinogara)
Dzinoziva pandinogara
(Dzinoziva pandinogara)
There's a grace that knows your name
There's a grace that knows your name
A grace coming after you
There's a grace that keeps chasing after you
And that grace
Knows your location
That grace knows where you are
That grace knows where you work
A grace that knows my name
Kune nyasha dzinoziva
(Dzinoziva zita rangu)
Nyasha dzinoziva zita rangu
(Dzinoziva zita rangu)
Dzinondiziva
(Dzinoziva zita rangu)
Nyasha dzaJehovha
(Dzinoziva zita rangu)
Nyasha dzaJehovha
(Dzinoziva zita rangu)
Dzinoziva ndinonzi Hannah
Dzinoziva munonzi vaMapepeta
Dzinoziva zita rako
ย