Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Ukandiudza
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Uuuh uuh ummmmm
Masello pabhitsa
Chandoda uzive, usatambe nemoyo weumwe
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese

Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese

Patakatanga kudanana
Wakandiudza darlie kuti ndichava wako, iwe uchava wangu
Nguva dzichifamba, rudo rwuchifamba
Tisafe tapesana nezvinodzimba moyo
Chinorwadziwa kunyeperwa
Unenge waudza vanhu kuti ndatove newangu wekutamba naye
Manje zvikazopera ndapinda nemoyo ndiwe usadaro
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Kundichemedza mudiwa unombozama
Ndinoda kudiwawo, sevamwe
Handina chendinomboda ini
Chandoda kudiwawo, sevamwe
Kana tikatadzirana hatidi kuzorambana
Ndinoda kuva newe iwe iwe iwe iwe
Saka usandinyepere, handikunyeperi
Murudo rwedu umu tiri pamwe
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Chandoda uzive, usatambe nemoyo wemumwe
Patakatanga kudanana
Wakandiudza darlie kuti ndichava wako iwe uchava wangu
Nguva dzichifamba rudo rwuchifamba
Tisafe tapesana nezvinodzimba moyo
Chinorwadzira kunyeperwa
Unenge waudza vanhu kuti ndatove newangu wekutamba naye
Manje zvikazopera ndapinda nemoyo ndiwe usadaro
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Ukandiudza kuti unondida, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Paunozotanga kundinyepera, zvese ndinozvitorawo nemoyo wese
Ah masello pabhitsa
ย