Skip to content

Makatendeka

Bonnie Deuschle, Celebration Choir
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Yeaaaahh yeah Kana ndinemi ndinonzwa kufara Kana ndinemi ndine rugare Kana ndinemi ndinonzwa kufara Kana ndinemi ndine rugare Makatendeka mazuva ose Makatendeka nguva dzose Makatendeka mazuva ose Makatendeka nguva dzose Kana ndinemi ndinonzwa kufara Kana ndinemi ndine rugare Kana ndinemi ndinonzwa kufara Kana ndinemi ndine rugare Makatendeka mazuva ose Makatendeka nguva dzose Makatendeka mazuva ose Makatendeka nguva dzose Handidi kubva pamuri x16