Mazano
Leonard Dembo & The Barura Express
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Usaona MaDhliwayo uyo akachenawo
Kudai, iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee

Musaona mwana uyu akachenawo kudai, iwe wotosvorwa moyo, imari dzangu wee

Baba namai vake vaimuchengeta, koo iwe unozomuchengeta heree?

Munoziva kutambura kwake mwana wenyu, dai mamupa makomborero

Makatambura naye mwana uye, dai mamupa zvakawanda
Makatambura naye mwana wenyu, dai mamupa zvakawanda
Dai mamupa vanakomana vakawanda, rudzi rwake rudikidiki
Mozomupa vanasikana vakawanda, madzitete anopa mazano
Dai mamupa vanakomana vakawanda, rudzi rwake rudokodoko
Mozomupa vanasikana vakawanda, madzitete anopa mazano
Munoziva kutambura kwake mwana wenyu, dai mamupa makomborero
Munoziva kutambura kwake mwana uyu, dai mamupa makomborero