Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Ndikarangarira
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa titaure"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi
"Tuku ndinorwara, handirarame, handirarame"
Ndikarangarira zuva riya ramakasiya Yewu achichema pamba
Awu ah, awu ah
Heuherere hoo, Heuherere au ah
Heuherere hoo, Heuherere ah ah
Heuherere
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru

Ndikarangarira zuva riya kani
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa muzukuru"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi
"Tuku usazondicheme, usandicheme, usandicheme"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Tuku nditakure kana ndafa"
Ndikarangarira zuva riya ramakasiya vana vachichema pamba
Awu ah awu ah
Heuherere hoo, Heuherere au ah
Heuherere hoo, Heuherere ho oh
Heuherere
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
ย

Ndinokuchemai ambuya vangu kani
Heuherere hoo, Heuherere hoo ah
Heuherere hoo, Heuherere hoo ah
Heuherere
ย
Ndikarangarira zuva riya kani
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Gara nepapapa titaure"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi
"Tuku ndinorwara, handirarame, handirarame"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi, "Tuku nditakure kana ndafa"
Ndikarangarira zuva riya ramakanditi
"Tuku usazondicheme, usandicheme, usandicheme"
Ndikarangarira zuva riya ramakasiya Yewu achichema pamba
Hoo eeh heherende
Hoho heuherere hoo au-ah
Heuherere
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
ย
Ndinokuchemai ambuya vangu, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya vangu, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya vangu kani
Heuherere hoo, Heuherere hoo ah
Heuherere hoo, Heuherere hoo ah
Heuherere
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai ambuya, ndatovasuva sekuru
Ndinokuchemai (baba)
ย