Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Pahukama
ExQ
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Jah Prayzah is done
Mr Putiti is done
The Magician is done
Ta-sorter image
Taridza record
Taisa energy
Tabata melody
Semwana muparadzi
Tamba sendine ngozi
Kuita semunyangadzi
Kutambarara kunge tsangadzi
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
We party! We party!
Hameno ikoko
Party, party, party, party
Hameno ikoko
We party! We party
Hameno ikoko
Ti-party, ti-party
Hameno ikoko
Hatingamirire kudoka kwaro zuva
Happiness yauya hazvitore nguva
Nhasi ndezveduwo, hatimwe mvura
Tichimwa wemapfunde asina kupura
Fonera Janet
Vese na Emily (pahukama)
Ikararamba kupinda
Siya kamessage (pahukama)
Ngavauye kuno
Kwaita emergency (pahukama)
'Cause atifare nevatorwa
Pada family (pahukama)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Oita kukanyaira senzombe
Kiya, kiya
Rashika shika, mashika-shika, shika, shikashi
Kiya, kiya, kiya
Oite kurindinyuka semombe
Kiya, kiya
Rajika, jika, majika-jika, jika, jika
Kiya, kiya, kiya
Taronga kuvakandira munhenga
Kiya, kiya
Rajika, jika, majika-jika, jika, jika
Kiya, kiya, kiya
Wakanga watinyanyira mukombe
Kiya, kiya
Rajika, jika, majika-jika, jika, jika
Kiya, kiya, kiya
Hoyoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Hoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Hoyoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Hoyoyoyo
Hoyoyo-hoyoyo
Ah-h! Now break it down
Chati sidibidibi, chati dedede (takota, takota)
Chati simuke, chati penuke (takota, takota)
Chati sidibidibi chati dedede (takota, takota)
Chati simuke, chati penuke
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Dai wambondimonera (hiya)
Ndakupfeka sebhachi rangu (ndikude)
Dai ndambokukumbira (hiya)
Kaya, kaya ka (hevo)
Arajika majita arajika
Kusvika chikwama chadzika, chatsvuka tazunza
Wadhakwa, tapukuta takokota
Taradzika majita
ย