Locker Mastreets
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Nah wanna dem ho
Regionary irih
Angel of War
Ngirozi yehondo mikaire
Ndini ndinema number akudiwa neruzhinji
Ndini ndinema hit nji
Kubaya kunge chipikiri
Vanemasiriri
Team yakaruza
handichawanikwe pamany more
Usanditsvage pamabhuza
I don't play that league any more
Ndini ndakalocker mastreets mugarizon
Ndikupisa kupfura hondo yepa Lebanon
Mikaire vaka leader marathon
Ngoma ririmuropa
Mubonzo mu skeleton
Ridza ngoma kunge mighty singleton
Nama ngoma kuita kunge uri trinerpon
Hanzi wanga urikupi all along
Uchitsvagwa nema babe mayellowborn
Masvilla mukoma vedu vepa epaton
Andy muridzo awaited clash na Carleton
Zvikaitika anodonha kunge pentagon
Kutaura fair anotyorwa pa microphone
Sando idzo kuna flavour na ethaton
Garry b pamwe chete na templeman
Abisha 2bad na Jefferson
Tynash and the rest of dangerous
Mukuru we're anoda hunhu
Ngorozi yehondo haitye chinhu
Vakomana musaite chifinhu
Mikaire anouraya munhu
Ndini ndakalocker mastreets mugarizon
Ndikupisa kupfura hondo yepa Lebanon
Mikaire vaka leader marathon
Ngoma ririmuropa
Mubonzo mu skeleton
Ridza ngoma kunge mighty singleton
Nama ngoma kuita kunge uri trinerpon
Hanzi wanga urikupi all along
Uchitsvagwa nema babe mayellowborn
Takataridza ushingi nawo ma dhiji
Ndakutaura riri idi
Kuti tibva tanzi vaimbi
Zvechokwadi vandiona ndakumira
Kunge simbi
Hapana pandaimira kunge nhingi
Ndosaka ndaipasa remulink
Ndavapisa kusvikira vava pink
Ndovataridza kuti
They don't think
Ndini ndakalocker mastreets mugarizon
Ndikupisa kupfura hondo yepa Lebanon
Mikaire vaka leader marathon
Ngoma ririmuropa
Mubonzo mu skeleton
Ridza ngoma kunge mighty singleton
Nama ngoma kuita kunge uri trinerpon
Hanzi wanga urikupi all along
Uchitsvagwa nema babe mayellowborn
Nah wana dem ho
Regionary irih
Angel of War
Ngirozi yehondo mikaire
Ndini ndinema number akudiwa neruzhinji
Ndini ndinema hit nji
Kubaya kunge chipikiri
Vanemasiriri
Handichawanike pa many more.