Skip to content

Heartbreak

Killer T
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Takambotanga rini Ko pazvichazopera zvichazopera rini Zvamakubata mbinjiri Ko muchazodii paichadzima engine Kune vakaenda kare varikunzi dzoka Vamwe varimo kare varikuda kubuda Vamwe varikugara vakango gumbuka Rudo rwakaenda kare se-dhabuka Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Anokutsvairira tsvina kusvika pachena Kunyaradza uchichema Anokupinza machena One munhu anoku nzvengesa gehena Ndiye ane antenna Ane moyo wakachena Maiwee aa-ahh Wakambodiwa nemunhu Ari so good Zvichibuda shudhu Anokupinza mu-mood And asiri rude Asingarase hunhu Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Heey Achave wako Muvakidzani Ngatitsvake bando Burugwa ne bhandi Kumuka mune nhamo mubatsirane Muponde shato Kubva pakutanga Kubva pakutanga imi Takaona munana Ndandanzwa musana ini Ndakawana shamwari dzakazova hama imi Handingapedzi rese Huyaka tidye tese Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Ndiye wandakada kusvika mukufa Ndiye wandichada kusvika muguva Ndiye wandichazotengera maruva Mukufamba kwayo nguva Naye wangu ndoenda Ini ndoenda Ndewangu ndega Handimbomurega kumurega Ndinopenga Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo Wako ndewako Chamunacho hachiperi kunge mogo Wako ndewako achava wako kusvika mabata mudonzvo