Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Huroi
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Huroyi
ย
Huroyi masikati machena
ย
Huroyi
ย
Huroyi masikati machena
Panderwara haarare, ndeepaane ndiremekedza
Kungorwara haarare, ndeepaane ndiremekedza
Saka kusatenda huroyi (kusatenda huroyi)
Kusatenda huroyi (kusatenda huroyi)
ย
Huroyi varume (kusatenda huroyi)
Huroyi masikati machena (kusatenda huroyi)
Tarara nenzara, ndeepaane ndiremekedza
Kusvika kumba handina chekubata, ndeepaane ndiremekedza
Saka kusatenda mwana wemunhu (kusatenda huroyi)
Kusatenda vana vavamwe (kusatenda huroyi)
ย
Kusatenda mwana vavamwe (kusatenda huroyi)
Kusatenda mwana anekuchengeta (kusatenda huroyi)
ย