Skip to content

Dzoka

Majjesty
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Dai zvaibvira ndaiuya Dai zvaibvira ndaiuya ikoko Dai zvaibvira ndaiuya Timbe Dzoka Dzoka Aagh Ndingazosara naniko Majjesty Usadaro Ndokumbirawo dzoka Dzoka Huya kuno Dzoka Tipedzise Ndingazosara naniko Handina kujaira kuswera Kusara ndega Dzoka Huya kuno kaa Dzoka Tipedzise hushamwari Ndingazosara naniko Haa chero 1 hour Hazvina ndawa Dzoka chero 1 hour zvaro Dzoka just 1 hour 1 hour Ndingazosara naniko Aiwa ndabaikana Dzangova ngano paivapo Zvataiita dzangova ngano Indangariro mupfungwa umo Nerimwe zuva tichasanga Shamwari usandikanganwa Pano pasi takangotandara Asi mberi ikoko tichasangana Ndokumbirawo dzoka Dzoka Huya kuno aah Dzoka kuno ah Ah ah ah ah Ndingazosara naniko Haa chero 1 hour Hazvina ndawa Dzoka chero 1 hour zvaro Dzoka just 1 hour 1 hour Ndingazosara naniko Agh mumwe wangu Dai waoneka wandiudza kwekukutsvaga Kana ndakusuwa Kubva waita rwendo rwemba here kani Haungambondidaro shuwa Pamwe dai ndaiziva address Ndaiuya ndichikuona rimwe zuva Chete kutonga kwaShe hatirambe Hatina simba rekumbodzosa nguva shamwari Dai zvaibvira ndaiuya kuzokuonawo ikoko Dai zvaibvira ndaiuya kamwewo pagore Dai zvaibvira ndaiuya ikoko Chero 1 hour hazvina ndawa Dai zvaibvira ndaiuya Dai zvaibvira ndaiuya kuzokuona ikweyo Dai zvaibvira ndaiuya ikoko Ndiudze shaa iwe wadhinhiwa nei Dzoka Huya chimbouya kamwe Dzoka tipedzise hushamwari Ndingazosara naniko Haa chero 1 hour Hazvina ndawa Dzoka chero 1 hour zvaro Just 1 hour 1 hour Ndingazosara naniko Timbe Majjesty usadero