Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Sisiriya
Jah Prayzah
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Sisiriya Sisiriya pfimbika inga ndiri murume chaiye akakwana
Sisiriya Sisiriya pfimbikawoka inga ndiri murume chaiye akakwana
Pano nepano ndaedza ndakoniwa
Chino nechino ndazama ndakoniwa
Ndirwo rudo rwacho here
Ndirwo rudo rwacho here
Kubata musoro amai
Kubata musana amai
Kubata chiuno amai
Imi amai imi amai
Ndobata musoro inini
Kubata musana
Kubata chiuno
Imi amai kani
Kupakata pfuti isina mabara hairwe hondo ipfumo remashanga
Kukwira gomo husendemara
Vane hutano nevakaremara ibata wabata mavhu nemarara
Kwaita ngirozi musaivakarara
Inyaya yerudo ndiyo yatiparira
Dzimurai moto musha ungaparara
Tsvarakadenga ishiri inomhara
Apotsera dombo ndiye aitora
Ndirwo rudo rwacho here
Ndirwo rudo rwacho here
Ndirwo rudo rwacho here
Kubata musoro
Ndobata musana ini
Kubata chiuno
Imi amai imi
Kubata musoro amai
Kubata musana amai
Kubata chiuno amai
Imi amai imi amai
Sisiriya Sisiriya pfimbika inga ndiri murume chaiye akakwana
Sisiriya Sisiriya pfimbikawoka inga ndiri murume chaiye akakwana (Akasvika)
Pano nepano ndaedza ndakoniwa
Chino nechino ndazama ndakoniwa
Ndirwo rudo rwacho here
Ndirwo rudo rwacho here
Kudokukwenyezera waramba
Kukusekerera iwe tana
Ndokusekenyedza ndopowogwamba
Ndikakurizire iwe tana
Pfimbikaka Sisiriya nyemwerera
Nyemwerera Sisiriya pfimbika
Pfimbikaka Sisiriya nyemwerera
Kubata musoro amai
Kubata musana amai
Kubata chiuno amai
Imi amai imi amai
Kubata musoro
Ndobata musana
Ndobata chiuno
Imi amai imi
ย