Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Kumbai Manyowa
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Tomedzwa nebindu, bindu rekushava
Vana havachina rudadiso rwekwavanebva
Dhunhudza musoro uvaratidze kwavanebva
Wongorora mukumu, wongorora mukumu
Misoro yotetsikitsira panevata tinodya
Worega kusimbisa vana zvinoyera
Pepuka, pepuka, varayidze kwavanebva (pepuka, pepuka)
Pepuka, pepuka, varayidze kwavanebva (pepuka, pepuka)
(Tsvairai marara, kumbai manyowa)
ย
Toita sei nevana vataka... vatakayeva
Misoro totsikitsira pabadza rekushava
Simudza musoro uvaratidze kwavanebva
ย
Tsikitsira misoro pabadza rekushava
Haa vakuru vanedza
Pepuka, pepuka, varayidze kwavanebva (pepuka, pepuka)
Pepuka, pepuka, varayidze kwavanebva ava (pepuka, pepuka)
(Tsvairai marara, kumbai manyowa)
ย
Ngativape rurimi rwekwavanebva
Ngativazivise kuti ano angori mafuro
Ivo ibazi redzinde rekwavanebva
Tisasasamura pwere samarara (samarara)
Pepuka, pepuka, varayidze kwavanebva (pepuka, pepuka)
Pepuka, pepuka, varayidze kwavanebva (pepuka, pepuka)
(Tsvairai marara, kumbai manyowa)
(Tsvairai marara, kumbai manyowa)
Vana vedu kunze uko (tsvairai marara)
Koo vakauya kumusha? (Kumbai manyowa)
Vana vedu vanenzi, kunze uko (tsvairai marara)
Vauya kuno kumusha (kumbai manyowa)
Nhai vana vedu kunze uko (tsvairai marara)
Dai vauya kumusha (kumbai manyowa)
Vana vedu vanenzi, kunze uko (tsvairai marara)
Dai vauya havo kumusha (kumbai manyowa)
ย
Vana vedu pamunevaona kunze uko (tsvairai marara)
Maiwe dai vari kumusha (kumbai manyowa)
Vana vedu vanenzi, kunze uko (tsvairai marara)
Dai vauya havo kumusha (kumbai manyowa)
Nhai vana vedu vari kunze uko (tsvairai marara)
Kumusha (kumbai manyowa)
ย
Thank you, thank you, thank you
ย