Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Unondiitira
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Hot property music
Hot property
Nyatsocheka, aya T
(Anaya for) Chairman
Hameno kana baba vako vachibvuma transfer
Ecocash kana kuti swiping
Nokuti babe uri imwe type
Zvokuti dai uri label ndichikuti Nike
(Babe iwe) ndiwe unondisimbisa
Uri kure unondifungisa
Mashoko handina akawandisa
Nerudo mudiwa wangu unondigonesa
Saka hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Ndoda kuenda newe kuMajererini
Ndikuratidze ndinodiwa inini
Ndine mafanzi kubuda Chimanimani
Bvunza, kana kwese vari kuteerera ini
Ku London zvese neku Leicester
Maruzevha zvese nepa township
KuKariba tonotambira muship
Nyaya yerudo yatodzika dzika deep
Pane kangoma ndiwe unondi stikisa
Pane ka beer ndiwe unondiitisa
Pandinochema ndiwe unondisimbisa
Nerudo mudiwa wangu unondigonesa
Saka hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Chipinda mumba tivhare maketeni
Titambe love kunyange masikateni
Pari parudo vanonditi captain
Ndobaya rudo mubhonzo kuita kunge jackson
Rudo ibofu saka babe relax
Ukangondida ndokuwedzera ma marks
Pana vavengi saka babe chiita fast
Mujere rerudo ndinobva ndaita weak
Saka hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Hameno kana baba vako vachibvuma transfer
Ecocash kana kuti swiping
Nokuti babe uri imwe type
Zvokuti dai uri label ndichikuti Nike
(Babe iwe) ndiwe unondisimbisa
Uri kure unondifungisa
Mashoko handina akawandisa
Nerudo mudiwa wangu unondigonesa
Saka hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Hii ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Mudzimu werudo unondisvikira
Ndiwe unondiitira
Saka vana chingondiitira
Huya mhanya uchingondimbundira
Hot property
ย