Skip to content

Vanoti Pedzera Mashoko

Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Mwana akanaka unofambirei neakashata Vakashata vanotipedzera mashoko Mwana akana unofambire neakashata Vakashata vanotipedzera mashoko Kupfimba akashata kupedza nguva Vakashata vanotipedzera mashoko Kupfimba akashata kupedza nguva Vakashata vanotipedzera mashoko Handina rudo rwekupa pachitsiga amai Vakashata vanotipedzera mashoko Handina rudo rwekupa pachitsiga amai Vakashata vanotipedzera mashoko Kupfimba akashata kupedza nguva Vakashata vanotipedzera mashoko Kupfimba vakashata kupedza nguva Vakashata vanotipedzera mashoko Fambai mega vakanaka Shamwari yangu igopfimbawo akanaka Fambai mega vakachena shamwari yangu igopfimbawo akachena Fambai mega vakanaka shamwari yangu igopfimbawo akanaka Fambai mega vakachena shamwari yangu igopfimbawo akachena Kana ndichinge ndopfimba akanaka Shamwari yangu igopfimbawo akanaka Kana ini ndichinge ndopfimba akachena Shamwari yangu igobatawo akachena Iyahonde-nde rudo ndimambara Iyahonde-nde hapana anoda akashata Iyahonde-nde rudo ndimambara Iyahonde-nde rudo ndimambara Iyahonde-nde hapana anoda akashata Wangu huya uone, rudo here Ndati huya uone ka. Wangu huya uone, rudo here Ndati huya uone ka. Chido huya uone rudo here Ndati huya uone. Chido huya uone rudo here Ndati huya uone ka. Vanodanana avo, vanodanana zvavo. Vanadanana avo, vanodanana zvavo. Vanadanana avo, vanodanana zvavo Vanadanana avo Huya uone rudo here Ndati huya uone Wangu huya uone rudo here Ndati huya uone. Lovee huya uone rudo here Ndati huya uone. Lovee huya uone rudo here Ndati huya uone Vanodanana avo vanodanana zvavo Vanodanana avo vanodanana zvavo Vakashata vanonetsa kujaira parudo Vakashata vanonetsa kujaira parudo Vakashata vanonetsa kujaira parudo Vakashata vanonetsa kujaira parudo Vakashata vanonetsa kujaira Hope dzandakarota wozondifungisa paya Hope dzandakarota wozondifungisa paya Paya patakadanana Paseri pechikomo chiya Pataidya muchero werudo Pasina anombozvziva. Pataidya muchero werudo tirivaviri chete Hope dzandakarota wozondifungisa paya Hope dzandakarota wozondifungisa paya Patakadanana paseri pechikomo chiya Pawaindi udza unondida nekazevezeve menzeve Pawaindouzda unondida nenzwi rinotapira Vanaka ndevangu vese. Ndikangovachonya ndova hwinha chete Vakanaka ndevangu vese Ndikangovachonya ndova hwinha chete. Vakanaka ndevangu vese Ndikangovachonya ndova hwinha chete Vakanaka ndevangu vese. Ndikavachonya ndova hwinha chete Vakashata vanonetsa kujaira Vakashata vanonetsa kujaira parudo Vakashata vanonetsa kujaira Vakashata vanonetsa kujaira parudo Vakashata vanonetsa kujaira Vakashata vanonetsa kujaira parudo