Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Zuva Rekufa Kwangu
John Chibadura
Popularity ยท High
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Vadzimu woye inzwai mwana wenyu nditaurewo

Mwari mambo imi inzwai mwana wenyu nditaurewo (zvinondinetsa mumoyo)

Zvinondinetsa zvikuru kuru pasi pano (zvinondinetsa mumoyo)
Zvinonditambudza zvikuru kuru pasi pano (zvinondinetsa mumoyo)
ย
Mwana handinawo zuva rekufa ndichachemwa naniko

Hama handinawo zuva rekufa ndichavigwa naniko

Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)

Mwari mambo imi ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu)

Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira

Ndigowana nguvawo yekushandisawo hupfumi hwangu

Kana ndafa hupfumi hwangu hungadyiwe naniko
Kana ndafa ndaenda hupfumi hwangu hungadyiwe naniko
Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Vadzimu woye ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
ย
Honde iya hondende honde vadzimu vangu chokwadi
Honde iya hondende honde ndiroteseiwo
Honde iya hondende honde zuva rekufa kwangu

Mwari mambo imi ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Mwari mambo imi ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira
Ndigowana nguvawo yekutendawo madzisahwira
Ndimbowana nguvawo yekushandisawo hupfumi hwangu

Kana ndafa hupfumi hwangu ungadyiwe naniko
Kana ndafa ndaenda hupfumi hwangu hungadyiwe naniko
Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Mwari mambo ndiroteseiwo zuva riya (zuva rekufa kwangu)
Vadzimu woye ndirotesei zuva riya (zuva rekufa kwangu)

Mwari mambo
ย