Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Amai Vangu
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Food world, kenako music
Maria (Maria naMarita) baba vaka (vakataura naIshe)
Vakati dai (dai magara pano, Razaro haaifa)
Ndaifanira kuvaudza here, ndaikasika kuzvitambira here
Kusachema kwedu tinofira mumbereko
Ndaivaudza zvondorambira ikoko
Iwe PTK nhamo yacho haikundike
Haikundike
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Kudai ndakaziva haitungamirire
Ndangosara ndiri ndega mudzimu ndiringe
Tarirai ndatsva huyai mundidzimure
Vakati hatiwanike ita uzvionere
Dai vari mai vangu nyakubereka
Kana pese pandaichema vainetseka
Vaindibata neruoko pakuyambuka
Vakandisiya ndisati ndanyatsoyaruka
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Pazvinouya zvinorwadza ndochema nani
Jehovha mukandisiya ndinochema nani
Number dzenyu handina ini ndopiwa nani
Ndaneta nekugara ndichichema ini
Dai ndakakumbirawo nguva nemukana
Dai mai vangu vachirarama
Ndainyatsoti kuna Mwari ndapfugama
Zvimwe maiwedzerwa mazuva ekurarama
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Kudai ndakaziva haitungamirire
Ndangosara ndiri ndega mudzimu ndiringe
Tarirai ndatsva huyai mundidzimure
Vakati hatiwanike ita uzvionere
Dai vari mai vangu nyakubereka
Kana pese pandaichema vainetseka
Vaindibata neruoko pakuyambuka
Vakandisiya ndisati ndanyatsoyaruka
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Pazvinouya zvinorwadza ndochema nani
Jehovha mukandisiya ndinochema nani
Number dzenyu handina ini ndopiwa nani
Ndaneta nekugara ndichichema ini
Dai ndakakumbirawo nguva nemukana
Dai mai vangu vachirarama
Ndainyatsoti kuna Mwari ndapfugama
Zvimwe maiwedzerwa mazuva ekurarama
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
Dai ndakaziva zvangu ndakakumbira
Zvimwe amai vangu vaizondimirira
Ndaigona kuzowanawoka wekuchemera
Zvimwe amai vangu havaizofa
ย