Skip to content

Babamukuru

Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Nhamo, dzimwe nguva nhamo mabasa Hona nhamo nhamo Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukukonzera kurara mugoronga Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kurara mugoronga Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kudya sadza mubhini Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kudya sadza mubhini Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kuvengwa nehama Dzimwe nguva nhamo rushambwa Inokukonzera kuvengwa nehama Dzimwe nguva nhamo rushambwa Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Usafunge zvekuzvisungirira Nzira yawafamba ndakambofamba nayo Usafunge zvekuzvisungirira Nzira yawafamba ndakambofamba nayo Usafunge zvekuzvisungirira Nzira yawafamba ndakambofamba nayo Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kurara mugoronga Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kudya sadza mubhini Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kudya sadza mubhini Dzimwe nguva nhamo mabasa Inokukonzera kuvengwa nehama Dzimwe nguva nhamo rushambwa Inokukonzera kuvengwa nehama Dzimwe nguva nhamo rushambwa Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Shinga muzukuru usaore moyo Hausati waiona nhamo Hona uchati wopfidza nayo Hausati waiona nhamo Hona uchati wotambe nhova Hausati waiona nhamo Hona uchati wopfidza nayo Hausati waiona nhamo Hona uchati wotambe nhova Ichati yokutakura nhamo Hona uchati wotambe nhova Nhamo ndichazezesa unosemwa nevamwe Nhamo ndichazezesa unosemwa nehama Nhamo ndichazezesa unosemwa nevamwe Nhamo ndichazezesa unosemwa nehama Nhamo ndichazezesa unosemwa nevamwe Nhamo ndichazezesa vanodya uripo Hausati waiona nhamo Hona uchati wotambe nhova Hausati waiona nhamo Hona uchati wopfidza nayo Kuti ipere nhamo wotosevenza nesimba Kuti ugarike wotoshinga kani Kuti ipere nhamo wotosevenza nesimba Kuti ugarike wotoshinga kani