Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Mhaka
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Imombe here yamunoda nhai amai
Imbudzi here dzamungade nhai amai?
Zvimwe musoro wemwana wangu
Ndoipedza neiko, mhaka yangu?
Ndoiripa neiko, mhosva?
Ndoipedza neiko mhaka yangu?
Ndingaipedza neiko?
Mhosva yandakapara gore rino, gore rino, gore rino
Mhosva yandakapara gore
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Kuripa ndingaripe zvangu nhai amai
Ndinoziva chigumbu mumoyo hachipere
Kuripa ndinoripa zvangu nhai amai
Asi chigumbu mumoyo hachipere
Ndoipedza neiko, mhaka yangu?
Ndingairipe neiko baba vangu?
Ndingaipedza neiko mhaka yangu?
Ndingairipe neiko?
Mhosva yandakapara gore rino, gore rino,gore rino
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Imombe here yamunoda nhai amai?
Imbudzi here dzamungade nhai amai?
Zvimwe musoro wemwana wangu
Ndoipedza neiko mhaka yangu?
Ndingairipe neiko?
Ndingaipedze neiko mhaka iyi?
Ndoiripa neiko baba?
Mhosva yandakapara gore rino, gore rino, gore rino
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Ahh
Halala, halala ndochema halala
Halala, halala ndochema halala
Halala, halala ndochema halala
Halala, halala ndochema halala
Haha
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Mhosva yandakapara gore rino
Rwendo rwuno mhosva yandakapara kuna amai
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Ndoipedza neiko?
Ndoiripa neiko?
Imombe here yamunoda nhai amai?
Imbudzi here dzamungade nhai amai?
Zvimwe musoro wemwana wangu, amai kani
Ndoipedza neiko, baba?
Ndingaipedze?
ย