Tafadzwa
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Tafadzwa nyararaa unyararise
Denga rinoziva iro [denga rinozivawo],
Chiedza nyararaa unyararise
Mwari vanozivawo [Mwari vanoziva iwe].
Vangaite zvavanoda urambe wakanyarara chero uchiona
uchiziva denga rine nyashawo, (rinenyasha kuziva tiri vana varo),
Vangaite zvavanoda urambe wakanyarara
chero uchiona uchiziva denga rinenyashawo
Taridza hushingi mukurarama kwako
uenderere mberi nehupenyu hwako kusvika wasvikawo
(uenderere mberiwo uuuunoguma wasvika)
Zvakaitwa ndizvozvo hakuna zvichaitika
zve chasara izuva rake sezvaiitira vamwe
(izuva rakeeee)