Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Hameno Ikoko (Ziso raka rakandimaka)
Killer T
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Eyo, Cashlips, popopopo
Where it is Killer, popopo
Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
Asi hatingazombopinda tiri tese
Parizvino pfuti dzakurira kwese
Manje ndinoramba ndichienda handi-reverse
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
Ngavambise pfungwa dzakaipa vanondigaira
Hushamwari hwedu togowana pekutangira
Vanoda kunditsvinga ndichizvifambira
Asi hambonditipe chandivatadzira
Vanongoti ndinotadza, ini ndichi-fighter
Manje ndichasvika pangoti chero zvazvaita
Vanofara ku-side kwangu zvakandi-tighter
Manje musika vanhu variko vanondi guider
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
Saka rasta I don't care
Vanoda kundimaka kana sadza havandipe
Vano gaya ndicha donha manje hazviite
Horaiti ndiri mboko, saka handiite, handiite (popopo)
Fanika card ndava-reader se-phone
Pandinofamba vatevera havapaoni
Ndine zvikiri zvangu ndega havandigoni
Ngavashande zvavo vega tione
Chakanaka chinodiwa nemunhu wese
Asi hatingazombopinda tiri tese
Parizvino pfuti dzakurira kwese
Manje ndino ramba ndichienda handi-reverse
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
Ngavambise pfungwa dzakaipa vanondigaira
Hushamwari hwedu togowana pekutangira
Vanoda kunditsvinga ndichizvifambira
Asi hambonditipe chandinovatadzira
Vanongoti ndinotadza, ini ndichi-fighter
Manje ndichasvika pangoti chero zvazvaita
Vanofara ku-side kwangu zvakandi-tighter
Manje musika vanhu variko vanondi guider
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ini handina daka
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Ziso rako rakandimaka hameno
Manje hameno ikoko hameno (hameno)
ย