Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
zvandofarira
Herman
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Lev- Levels Production
Yeah, amanika leko
Munhu wese ane zvaanofarira (farira)
Asi zvinenge zvakatosiyana siyana
Doro kune vamwe havambosiya
Vamwe msombodhiya, fodya kuita addicted, asi ini hapana
Skirt ini handidi kuona, ndoita follow-up sebhora
Vamwe mungapenga nedoro asi ini ndopenga navo
Vasikana ava vanofaya (vasikana ava vanofaya)
Wakitembeya miuno balaa (wakitembeya miuno balaa)
Usandibvunze ndinovada nei? (Ndinovada nei?)
Ndozvandiri saka bhora mberi (saka bhora mberi)
Ukarwadziwa neni, I don't care
Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana
(Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya)
Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana
(Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya)
Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya
Zvakanyanya, izvi zvakanyanya
Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya
Zvakanyanya, izvi zvakanyanya
This was there before, hazvina kutanga nhasi
Vana baba kukanganwa, mhuri vasikana nhai
Handisi ndega ini, zvakabata Mambo Solomon
Skiri, unorasa simba kupera kunge Samson
Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana
(Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya)
Fodya, doro, ndogona kusiya zvirinyore, asi vasikana
(Zvandovafarira zvinenge zvakanyanya)
Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya
Zvakanyanya, izvi zvakanyanya
Zvakanyanya, zvinenge zvakanyanya
Zvakanyanya, izvi zvakanyanya
Vasikana ava vanofaya (vasikana ava vanofaya)
Wakitembeya miuno balaa (wakitembeya miuno balaa)
Usandibvunze ndinovada nei? (Ndinovada nei?)
Ndozvandiri saka bhora mberi (saka bhora mberi)
Ukarwadziwa neni, I don't care
(Munhu wese ane zvaanofarira)
ย
(Doro kune vamwe havambosiya)
Lev- Levels Production
ย