Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Kukura Hakutane
Leonard Dembo
Popularity ยท Moderate
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Inga kukura hakutani, mwana wakakura ndichiona
Dai ndakaziva ndakangoti ndidewo
ย

Nhasi wakushaina nevanomuda

Hoyo wayenda, wayenda gwenyakwenya rangu, ndochema

Iriyo nhamo yandifungisa gwenyakwenya, ndochema

Nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu tose
Nhamo ndihwo upenyu hwedu vanhu tose
Hapana munhu angakunda nhamo pasi pano, inokundwa newafa

Nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenaka, nhamo haisarure
Nhamo hupenyu hwedu vatema nevachenazve, nhamo haisarure
Inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda
Inhamo yedu, tiri vaviri, tikashinga tichakunda (ini neZimbabwe)