Skip to content

Ndouya Nei

Blessing Shumba
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Ndichauya neiko baba pamberi pashe ndichauya neiko ini Jehovah pamberi pashe ndichauya neiko ini Jehovah kana ndouya kuzomupfugamira kana ndokotama pamberi penyu baba kana ndosvika panzvimbo yokusangana ndichiuya kuimba yenyu baba kuzonamata, kuzorumbidza mwari wangu Ndanga ndafunga ini irindarama ndarama inokosha ndigokupai izhinji kwazvo imba yenyu ive yakapfuma kuve namakomo nendarama kunganzi ndikokutenda here Vatangatichiti vangavamafuta baba tikupei zvose zvenyika ino dzive nzizi dzinezvuru zvinegumi imba yenyu ive yakapfuma kunganzi ndikokutenda here Naizvo chete ndimwari uyu asinei nepfuma nezvese zvepasi pano ndivo mwari vanoera mabasa emunhu kani ishe anoda ruenzaniso mwari anoda moyo chena tirisu vemosho zhinji tikupei gondobwe dzenyika ino imba yenyu baba ive yakapfuma kuve namazana namapoka amakwai kunganzi ndikokugona here Naizvo chete ndimwari uyu asinei nepfuma nezvese zvepasi pano ndivo mwari vanoera mabasa emunhu kani ishe anoda ruenzaniso mwari anoda moyo chena The End