Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Dzidzisai Vadzidzisi
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Dzidzisai vadzidzisi, imi vanhu vake
Mudzidzise izwi rake, kune nyika dzese
Kune nyika dzese
Izwi rake Tenzi Jeso, ngarisvike muno
Ngarikwane nyika dzeyo, kune nzvimbo dzese
Kunenzvimbo dzese
ย
Vadzidzisi dzidzisai vanhu vake, izwi
Ngarinzwiwe dama rake, navo vanhu vese
Navo vanhu vese
Idi rezwi rake Jeso, ngarisvike kure-kure
Kune nyika dzese-dzese ngarifambe iyo
Ngarifambe iyo
Hunde nyika dziri kure ngadzizive iro
Dzitarire kuna Jesu, dzichitenda iye
Dzichitenda iye
ย
Dzidzisai vadzidzisi, imi vanhu vake
Mudzidzise izwi rake, kune nyika dzese
Kune nyika dzese
Vadzidzisi dzidzisai vanhu vake, izwi
Ngarinzwiwe dama rake, navo vanhu vese
Navo vanhu vese
Idi rezwi rake Jeso, ngarisvike kure-kure
Kune nyika dzese-dzese ngarifambe iyo
Ngarifambe iyo
ย