Skip to content

Chaputa

Leonard Dembo and Barura Express
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ayo makungwa ari kure ndiko kwatinoenda Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ayo makungwa ari kure ndiko kwatichasvika Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Iyo nyika iri kure ndiko kwatichagara Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Iyo nyika iri kure ndiko kwatichagara Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ndingazive seiko inini kuti ndichasvikako? Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ungaziva seiko iwewe kuti uchasvikako? Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Nehama yako chete ndiye Marufu uyo Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ayo makomo ari kure ndiko kwatinoenda Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ayo makungwa ari kure ndiko kwatichasvika Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Iyo nyika iri kure ndiko kwatichagara Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ndingazive seiko inini kuti ndichaendako? Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ungaziva seiko iwewe kuti uchasvikako? Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Nehama yako chete ndiye Marufu uyo Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Nehama yedu chete ndiye Marufu uyo Chaputa ho ndipewoka zano Chaputa hoho hoho ndipewoka zano ndifare Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Chaputa hehe hehe ndipewoka zano ndifare Chaputa ho ndipewoka zano ndifare Ehe Ehe Ehe Ehe Ehe Ndezve shuwa