Skip to content

KUNGE NGIROZI

Nashie Zim
Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Woo-oo (Wyne beats) Shaa ndiwe Mutumwa werudo aridza hwamanda Mutumwa werudo aridza hwamanda International Une bvudzi raka yerera Kunge Zambezi Urikupenya kumeso kunge ngirozi Raka yererera kunge Zambezi Urikupenya kumeso kunge ngirozi Shaa ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Shaa ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Ndakuona kare wakanditarira muziso Ndakapenga kare pandakakuonawo chiso Ende makanaka Makanaka mai mwana Makanaka Makanaka mai mwana Une bvudzi raka yerera Kunge Zambezi Urikupenya kumeso kunge ngirozi Raka yererera kunge Zambezi Urikupenya kumeso kunge ngirozi Shaa ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Shaa ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Ndiwe Ndiwe International Mune masukutirwa Tumakomba pamuno nyemwerera Ndonzwa kufufutirwa Mai mwana munondisesekedza Pandinotarisa mboni Idi kudai, ndini svovi Munozvi vharisa handioni mumwe Chandino shuvira chinhu chimwe Kuti imi neni tive mumwe Ndaona tichiimba rure rure Takabata rusvava mumambure iii-ih Une bvudzi raka yerera Kunge Zambezi Urikupenya kumeso kunge ngirozi Raka yererera kunge Zambezi Urikupenya kumeso kunge ngirozi Shaa ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Shaa ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Shaa ndiwe Ndiwe Shaa ndiwe Wandinopenga naye Wandinopenga naye Shaa ndiwe Wandinopenga (Wyne beats made it)