Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Karikoga
SaintFloew
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Trap yevafundisi
Vanhu hamufundise
Hamuna kufunda ba
Ndini karikoga
Gumi remuseve ndozvandogona
Mambo ndiri dhonza
Sango riinogwadama pandodzova
Ndini karikoga
Karikoga
Karikoga
Ndini karikoga
Ndini karikoga
Karikoga
Karikoga
Ndini karikoga
Kana uchida kumisidzana neni
Tanga waonekana mehama
Ndakapihwa mwana wamambo
Ndakahwina mukadzi mehondo
Wangu museve unobaya wako ndinogama
Hee nyangwe mukaramba hee munondiziva
Wonzwa zigodo wonzwa kusvotwa
Hee nyangwe mukaramba hee munondiziva
Haiwa musha wakarumwa nhamo yeudzamu
Hee nyangwe mukaramba hee munondiziva
Wonzwa zigodo wonzwa kusvotwa
Hee nyangwe mukaramba hee munondiziva
Ndini tambaoga ndomene ndomira ndomene
Ndini tambaoga ndomene gumi remuseve
Ndini karikoga
Gumi remuseve ndozvandogona
Mambo ndiri dhonza
Sango riinogwadama pandodzova
Ndini karikoga
Karikoga
Karikoga
Ndini karikoga
Ndini karikoga
Karikoga
Karikoga
Ndini karikoga
Ndini karikoga sango ndiri ndoga
Pfumo rangu hande ndiyo pfimbi yangu ndoga
Vadzimu vangu sango rinoti pangu
Ndiri shumba huru inodzvova zvinotyisa rough
Hunza gidi nepfumo
Dira tubute mumhuno
Zvaanenge atove magumo
Sure pasina zvetsumo
Sango rinopa waneta
Aneta ndobva ndamupeta
Havasati vandiketa ndini ndovhara mutongwa segweta
Isango ripi rinoera ndavaona huswa haumbomera
Vape mogo hanty zvikara ropa hona ndovasiya ndacolor
Ndiri busy nekahustle kabhodhoro liquor neviceroy
Vakadhakwa nekachaso that's why varikuwanza saso
Handisi bho pafair handitambwe zvemuair ooh no
Tarenda raw wagetter ndiri ziboss maworks uyoo
So arikupi madinga varikupi vagare asvika
Hanzi mambo we trap munyika
Panoera pandotsika
Karikoga remuseve haundizive petseke
Dhaf power kwete tete
Half hour no rehearse
Ndipe mari yemasese
Handina time sandistresee
Ndini karikoga
Gumi remuseve ndozvandogona
Mambo ndiri dhonza
Sango riinogwadama pandodzova
Ndini karikoga
Karikoga
Karikoga
Ndini karikoga
Ndini karikoga
Karikoga
Karikoga
Ndini karikoga
Gumi remuseve
Gumi remuseve
Hiya hiya
Hiya hiya hiya hiya hiya hiya hiya hiya
ย