Chipembenene
Popularity ยท Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Ooh, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
(Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana)
(Changa chawaridza bonde kare kare)
Sorry brother ndakakutuka, ndakanga ndakadhakiwa
Ndine hurombo ndakakugumbura, ndakanga ndakadhakiwa
Sorry shamwari ndakakutsika, ndakanga ndakadhakiwa
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Ooh, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Mangwana mangwana ndakanga ndakadhakiwa
Mangwana mangwana ndakanga ndakakoriwa
Waziva sei wakanga wakadhakiwa?
Waziva sei wakanga wakakoriwa?
Hinindava uchinenedzera doro?
Sei uchinenedzera hwahwa?
Hinindava uchinenedzera doro?
Sei uchinenedzera hwahwa?
Wagara wakazvironga, wagara waka-planner
Wagara wakazvironga iwe, wagara waka-planner vamwe
Wagara wakazvironga, wagara waka-planner
Wagara wakazvironga iwe, wagara waka-planner vamwe
Yaa, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Ooh, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Sorry brother ndakakutuka ini, ndakanga ndakadhakiwa
Ndine hurombo ndakakugumbura, ndakanga ndakadhakiwa
Ah sorry shamwari ndakakutsika, ndakanga ndakadhakiwa
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Ooh, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Hoo, chipembenene kupinda munzeve yemwana
Changa chawaridza bonde kare kare
Cho, cho, cho, cho, cho, cho, cho, cho