Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Jeri
Oliver Mtukudzi
Popularity ยท Moderate
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama
Vayitiona vayiziva, mukufamba tiri tose
Maitiro edu ose, nemashandiro edu ose
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama
ย
Vanondiona vanoshama, sahwira wakaisepiko?
Kuringa ringa ndatoshaya, sahwira akayendepiko?
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani
ย
Jeri, Jeri wo, Jeri wakatadza, Jeri ah
Jeri wo, Jeri ah, Jeri unodada, wakandisiya ndiri ndega
Jeri wakashata, kundisiya ndiri ndega
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani
ย
Ndichatamba naniko, ndichafara naniko?
Ko kushanda naniko, ndichafamba naniko?
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, ai
Ndichatamba naniko, ndichafara naniko?
Ndichashanda naniko, ndichasara naniko?
Jeri wakatadza, wakandisiya ndega ndega
Jeri, unodada, kundisiya ndega ndega
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama, amai kani
Hazvinei wazorora, asi mumhepo tiri tose
Hazvinei wazorora, asi mumhepo tiri tose
Zvamunoona husahwira hunokunda hukama
ย
Jeri, Jeri wo, Jeri wakatadza, Jeri kani, Jeri
ย