Zvibate Pamhaka
Josphat Somanje & Pengaudzoke
Popularity · Low
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Woo uwo uwo uwo
Woo uwo uwo uwo
Yea iye iye iye
Yea iye iye iye
Bata muromo mudiwa wangu tingapesane nevanhu vakawanda
Bata muromo wako mudiwa wangu tingapesane nehama dzakawanda
Kuziva kunosiyana mhosva haiende pamuti
mwana wamambo muranda kumwe iwe zvibate
Inzwa
Usamere zenze nekunoenererwa uchipara mhaka aaah
Varipo vakafunda mhaka idzi kana vauya iwe zvibate zvikaramba ibva
pane vanhu ava vanodenha worerutsa
ndima kuseri kweguva hakuna munamato
Funga!
Shereni ihombe pamhaka
Ndati shereni ihombe pamhaka
Kana zukwa ihombe pamhaka
Kana zukwa ihombe pamhaka
Cherechedza rudo rwemunhu akaipa rumwe nderwekumanikidza iwe muudze
Iwe muudze paunenge usingade ipapo Iwe muudze paunenge usingade
Iwe muudze chaunenge usingade ichocho
Iwe muudze chaunenge usingade
Tema
Uwooo
Iyeee
Hamba nadzo, tema
Tsika
Mai mai mai mai mai mai mai
Tsika
Hamba nadzo, tema
Hamba nadzo
Kuwadza mwana kuwadza
Tema
Waiona iye kuti juu kuti pfee waiona iyo
Yakaungana baba, tema
Uwooo
Iyeee
Tema!
Cherechedza rudo rwemunhu akaipa rumwe nderwekumanikidza iwe muudze
Tsika!
Iwe muudze paunenge usingade ipapo
Iwe muudze paunenge usingade
Iwe muudze chaunenge usingade ichocho
Iwe muudze chaunenge usingade
Handei
Cherechedza rudo rwemunhu akaipa rumwe nderwekumanikidza iwe muudze
Ndati muudze paunenge usingade
Baby muudze paunenge usingade
Tema
Kana ini ndiudze paunenge usingade
Tsika!
Hoi hoi hoi hoi hooo
Tsika