Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Chimurenga
Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited
Popularity · Low
+
Original
0
0
Listen
YouTube
1
2
3
0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
KwaGutu ndakasvika naniko?
KwaMurehwa ndakasvika naniko?
PaHwedza ndakagara naniko?
Chimurenga ndakarwawo naniko?
Chimurenga ndakarwawo naGeorge
KwaGutu ndakasvika naniko?
KwaGutu ndakasvika naGeorge
Chimurenga ndakarwawo naniko?
Chimurenga ndakarwawo naGeorge (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano
KwaGutu ndakaenda naniko?
KwaGutu ndakaenda naGeorge
PaHwedza ndakagara naniko?
PaHwedza ndakagara naGeorge
Chimurenga ndakarwawo naniko?
Chimurenga ndakarwawo naGeorge (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano
KwaGutu ndakaenda naniko?
KwaGutu ndakaenda naGeorge
Chimurenga ndakarwawo naniko?
Chimurenga ndakarwawo naGeorge
Mozambique ndakayambuka naniko?
Mozambique ndakayambuka naGeorge
Chimurenga ndakarwawo naniko?
Chimurenga ndakarwawo naGeorge (iye, iye)
NaTombi ho wandiona (iye, iye)
Chimurengawo pano (iye, iye)
NaTondi ho wandiona (iye, iye)
Chimurengawo pano (iye, iye)
NaTobi wandiona (iye, iye)
Chimurengawo pano (iye, iye)
NaTombi wandiona
Tombi iwe! Tombi iwe!
Tombi iwe! Tombi iwe!
Bereka mwana tiende
Bereka mwana tiende
Kwatabva kure kure
Bereka mwana tiende
Bereka mwana tiende
Kwatabva kure kure
Kwatabva kure kure
Kwatabva kure kure
Kwatabva kure kure (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano (iye, iye)
Iyawo chimurenga (iye, iye)
Chasvitsawo pano
KwaGutu ndakaenda naniko?
KwaGutu ndakaenda naGeorge
Chimurenga ndakarwawo naniko?
Chimurenga ndakarwawo naGeorge
KwaGutu ndakaenda naniko?
KwaGutu ndakaenda naGeorge (iye, iye)
NaToki wandiona (iye, iye)
Panowo chimurenga (iye, iye)
NaToki wandiona (iye, iye)
Panowo chimurenga (iye, iye)
NaTombi wandiona (iye, iye)
Panowo chimurenga (iye, iye)
NaTondi wandiona (iye, iye)
Pano
Bereka mwana tiende
Bereka mwana tiende
Kwatabva kure kure
Kwatabva kure kure
Bereka mwana tiende
Bereka mwana tiende
Kwatabva kure kure
Kwatabva kure kure
Bereka mwana tiende
Bereka mwana tiende
Kwatabva kure kure
Kwatabva kure kure