Skip to content

Praise God with That Beat

Popularity ยท Low

Listen

YouTube

0:00 / 0:00
Loading YouTube player...
Lyrics offset
Synced

Lyrics

Handidi ini kufa ne Bp Ndigotadza kupinda denga Nekuda kwekusaregerera Mweya wangu wonanga Gehenna Kwete, ndinokuregerera Ishe vakandiregerera wo Saka ndato kuregerera Kuregerera in advance Zvauri iwe mudiwa wangu Ndinozviziva uchanditadzira Saka ndatokuregerera Kuregerera in advance Ndiwe zvako uripa whatsapp Uchingo flirter nevamwe Moyo wangu urikurwadza Asi ndinokuregerera Baby ndinokuregera Ishe vakandiregerera Saka ndatokuregerera Kuregerera in advance Mummy, mummy, ndinokuregerera Ndakanzinzva makambondirasa, kundirasira mu bhini Ini ndikudai mummy ishe vakandiregerera wo Saka ndinokuregererai daddy daddy Daddy daddy hatisati tambosangana ka Asi ndinokudai daddy, uye ndinokuregererai Ndakanzinzva makaramba numbu Ishe vakandiregerera wo Saka ndinokuregererai Kuregerera in advance Zvamuri imi vana vesangano Ndino zviziva muchandinyeya Ndinozviziva muchanditaura He mufundisi varikuba Mari Mufundisi havasisina power Mufundisi havasisina Shoko (Eh mufundisi what what) Mukadzi wavo hagoni kupfeka Asi ndinokuregerera Church ndinokuregerera Ishe vakandiregerera Saka ndinokuregerera Kuregerera in advance Handidi ini kufa ne Bp Ndigotadza kupinda denga Nekuda kwekusaregerera Mweya wangu wonanga Gehenna Kwete Nhai Mwari we, nhai Mwari we Dzidzisai Moyo kuregerera Moyo ngaudzidze kuregerera Pandakakutadzirai Mwari Makandipa 2nd chance Mukandipa 3rd chance Ndika timezer 4th chance Ndikanyepa zve mukati 5th chance Mukati thousand, million, billion, trillion, zillion chance. Uzokuthethelela, uzokuthethla Yena uzokuthethelela 'kuthethelela in advance 'kuthethelela in advance