Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Kurumidza
Jah Prayzah
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Jah Prayzah, ah, ah
Ruva rangu, pota nekuseri
Ndikaridza tsuri ngatisangane mberi
Nguva ndiyo shoma, zuva richazodzima
Tikande tsoka, ngatisangane mberi
Kurumidza, mhanya nemwenje
Dima rikatikwidibira kanzira tinokarasa
Kurumidza, mhanya nemwenje
Dima rikatikwidibira kanzira tinokarasa
Usarare waoneka (yoyoyo, ruva rangu)
Vangatironda tsoka (yoyoyo, ruva rangu)
Hope dzandarota (yoyoyo, ruva rangu)
Hadzina kurongeka (yoyoyo, ruva rangu)
Usarare waoneka (yoyoyo, ruva rangu)
Vangatironda tsoka (yoyoyo, ruva rangu)
Iwe hope dzandarota (yoyoyo, ruva rangu)
Hadzina kurongeka (yoyoyo, rangu)
ย
Haiyo wayo, wayo, ngoma ndiyo ndiyo
Hatichadzora tsvimbo, hande darlie!
Haiyo wayo, wayo, ngoma ndiyo ndiyo
Hatichadzora tsvimbo, hande darlie!
Kurumidza, mhanya nemwenje
Dima rikatikwidibira kanzira tinokarasa
Kurumidza, mhanya nemwenje
Dima rikatikwidibira kanzira tinokarasa
Usarare waoneka (yoyoyo, ruva rangu)
Vangatironda tsoka (yoyoyo, ruva rangu)
Hee iwewe darlie (yoyoyo, ruva rangu)
Ndikati famba dhiya (yoyoyo, ruva rangu)
Usarare waoneka (yoyoyo, ruva rangu)
Vangatironda tsoka (yoyoyo, ruva rangu)
Iwe hope dzandarota (yoyoyo, ruva rangu)
Hadzina kurongeka (yoyoyo, rangu)
Haiwa ruva rangu (haya) ukande tsoka (haya)
Zuva raenda (haya) ngatisangane mberi (haya)
Kuchazoedza (haya) tsoka dzatota (haya)
Tazara dova (haya) mhandara nejaya (haya)
Haiwa ruva rangu (haya) ukande tsoka (haya)
Zuva raenda (haya) ngatisangane mberi (haya)
Kuchazoedza (haya) tsoka dzatota (haya)
Tazara dova (haya) mhandara nejaya (haya)
ย
Haiyo wayo, wayo, ngoma ndiyo ndiyo
Hatichadzora tsvimbo, hande darlie!
Haiyo wayo, wayo, ngoma ndiyo ndiyo
Hatichadzora tsvimbo, hande darlie!
Kurumidza, mhanya nemwenje
Dima rikatikwidibira kanzira tinokarasa
Kurumidza, mhanya nemwenje
Dima rikatikwidibira kanzira tinokarasa
ย