Skip to content
Lyric
Dive
Public playlists
My playlists
Search
Sign in
Kudya Zvinonaka
Leonard Dembo & The Barura Express
Popularity ยท Low
+
๐ฟ๐ผ Shona ยท Original
0
0
YouTube
Searching YouTube...
Lyrics
Original
Translation
Bilingual
Kudya zvinonaka hunge washanda nesimba, zvine mubairo mukoma
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kunwa mvura hunge wadya zvinonaka, zvine mubairo hanzvadzi
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kugara zvakanaka hunge washandisa brain wo, zvine mubairo hanzvadzi
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kugara zvakanaka hunge washandisa brain, zvine mubairo mukoma
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kugara zvakanaka hunge wazvishandira zvisina ruchochoro mukoma
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kugara zvakanaka hunge washanda nesimba, zvisina ruchochoro mukoma
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kugara zvakanaka kunodadisa panyika mukoma
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
Kugara zvakanaka kunodadisa pane vamwe hanzvadzi
(Zvine mubairo mukoma, zvine mubairo)
ย
Shanda nesimba mukoma, ushandire musha wako
Shanda nesimba mukoma, ushandire musha wako
Shanda nesimba hanzvadzi, ushandire imba yako
Shanda nesimba hanzvadzi, ushandire imba yako
Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Chirega kuora moyo, uchishandira mhuri yako
Chirega kuora moyo, uchishandira mhuri yako
Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
Chirega kuora moyo, uchishandira vana ava
ย