Skip to content

Hamutityise

Popularity ยท Low

YouTube

Searching YouTube...

Lyrics

Ndonzi Crooger ndoera shumba inoruma. Whoa iye iyee Whoa iye iyee Ndonzi Crooger ndoera shumba inoruma. Whoa iye iyee Hupenyu hwedu huri mumaoko ashe. (kwete evanhuu) Hati chichidzirwe nembwa dzisina mazino. (dzisina mazino.) Kure kure Kwatiri kuenda Kure kure Kwatiri kubva Vemudhuze dhuze Vari kuvenga Vemudhuze dhuze Vari kurwadziwa. Kwatabva kure Tichiteya mambure Hamutityise Hamutikwatise Bhora mberi Hatidzoke kumashure Hamutityise Hamutikwatise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Vaitiseka vanhu ava (seka vanhu ava) Vachitisema kunge imbwa (sema sema) Vaitibata kunge varanda vavo (nhapwa dzavo) Sesadza vaitikwatisa (kwatisa kwatisa) Hupenyu ivhiri hunotenderera (tenderera whoaa) Mwari ndivo vakazochinja mpaka. (kepele juvhe close) Life haisi nyore nyore Zimbabwe furnitures. (pabatisise whoaa) Aiva madziva ava mazambuko (ave mazambuko) Kwatabva kure Tichiteya mambure Hamutityise Hamutikwatise Bhora mberi Hatidzoke kumashure Hamutityise Hamutikwatise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hamutikwatise Hamutityise Hamutikwatise Hamutityise Hamutikwatise Hamutityise Hamutikwatise Shumba dzinoruma Shumba dzinoruma (isusu) Tirishumba dzinoruma Shumba dzinoruma (isusu) Tirishumba dzinoruma Shumba dzinoruma (isusu) Tirishumba dzinoruma Shumba dzinoruma (isusu) Kwatabva kure Tichiteya mambure Hamutityise Hamutikwatise Bhora mberi Hatidzoke kumashure Hamutityise Hamutikwatise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Hamutityise Hatidye sadza kumba kwenyu imimi Tyise Kwatise Tyise Kwatise Tyise Kwatise Tyise Kwatise